Kana uripo

Kana uripo-o-ooo
ndoda uzive kuti iwe ndiwe unondizorodza murudo-o-ooo
handichafa ndakada mumwe....(*2)

TREVAZ ;chokutanga ndoda kutenda vangu Samatenga
rudo mazuva ano rwakudhura vanhu vakutenga